
Hona kunaka kunoita Sinhi rokuba apo riri romukadzi wemunhu futi, wakahwanda mugwenzi raunoziva kuti unogona kuwanikudzwa. Sinhi racho rinoita serinengozi chaiyo, rinotonaka zvokapfurikidza zvokuti unotombokanganwa kuti kune chinhu chinonzi rufu muhupenyu hwako.