
Science dzomunhu Mutema padzakaongorora dzakaona kuti varume vazhinji vanofunga kuti kana aripa bonde nomukadzi akarebesa kumupfuura anenge arikuresa nekusvikira chibereko sezvirikufungwa pano na baba Shero avo varikutidzika kutambudzika nekurebesa kwakaita gero. . . .ravo……..