
Jolas Movies – Hure Rinodhumanisa Baba Nemwana Ndokumutsa Hondo Inogara Yakadaro
Baba vakanyepera mhuri yavo kuti varikuenda ku-business trip kwemazuva matatu kubvira musi weChishanu kusvikira Svondo ndokubva varongedzerwa nhumbi netwese twavaida pakufamba nemudzimai wavo. Musi uyu vakabikirwa chikafu chemhando yepamusoro kunge chemuhotera.
Vakati vagara patafura nemhuri yavo vachidya chikafu chiye mwanakomana wavo mudiki akakumbira mari achiti varikuenda ku-camp yekuchikoro kubvira musi uyu kusvikawo musi weSvondo. Baba ava vakapa mwana wavo mari nemufaro mukuru.
Vakati vapedza kudya mwana ndokubva abuda ndokumhanyira kumabhazi achienda kunoona musikana wake uko ainyepa kuti arikuenda kuchikoro. Baba vakambotanga vashandira mukadzi wavo muimba yemukati ndokuzopfuura nekubasa kwavo vasati vaenda kukamvana kavo kaigara kachivapengesa.
Pavakasvika kumba kwekamusikana kavo aka vakapotsa varohwa nebuka vachiona mwanakomana wavo arimumba umu.
Zvakazoitika ipapo zvakaoma uye nanhasi nyaya iyoyo haisati yagadziriswa
By MMWesley @ jolasnews.online
Chiona zvakazoitika paka video katumirwa muJolas Sensitive WhatsApp Group Uchishandisa Link Rino