
Mwana mukomana ane makore (17) anogara kuFilabus akatema baba vane makore (37) nedemo, achibva avatema musoro nechidhina zvakakonzeresa kuti vafe nenyaya yavakatadza kunzwisisana.
Mapurisa anoti nyaya iyi yakaitika musiwa 17 July, murume uyu akafa svondo rapera musiwe chipiri.
Mapurisa ekuFilabusi ariku investigator nyaya yekupondwa kwakaitwa mumwe murume (37) akafira kuFilabus District Hospital musiwa 20 July, akatemwa nedemo nechidhina musoro nemukomana ane (17) musiwa 17 July.