
Masouldier maviri ekuMalawi vakendeswa kunhume yerunyararo kuDemocratic Republic of Malawi.
Kuti vapedze zvavainge vaudzwe kuti vaite, vakabatwa vachirovana masinhi mutent yavo.
Nyasatimes akataurira vanhu ava mushure mekunge vamwe vemauto aya anzwa ruzha rwevanhu vaiita bonde.
Mumwe wemasouldier aya akapinda mutent akavawana vachirovana masinhi, akanoudza vakuru nyaya iyi vakavaudza kuti varongedze zvinhu zvavo vaende.
MaSouldier maviri ava vaive vakaroorana.
Havana kutumwa kumusangano werunyararo semurume nemukadzi asi semasoja anochengetedza runyararo.