
Vanhu vanosvika vana vafa nevamwe vanosvika gumi vakuvara vaita tsaona neZimbabwean bus ranga rine vanhu vakadzoswa kubva kune dzimwe nyika mamuseni anhasi pakati prMusina neMakhado (Louis Trichardt) muSouth Africa.
Bhazi iri ranga richienda kuZimbabwe, neminibus ranga richifamba padhuze neMakhado town muN1 Highway, iz i zvaitika makuseni na5am pahuze neSasol Service Station pane 35Km vasati vasvika muMusina Town.
Limpopo’s Department of Transport and Community Safety vanoti mutyairi webus nevamwe vatatu ndivo vafira paaitika tsaona.
Mutyairi weminibus taxi ashaya control akanorovera kune rimwe bhazi ranga riripamberi pake.
Mutyairi haana kumira paCheckpoint nenyaya yekumhanyisa kwaanga achiita nemapurisa, tsaona yaitika munguva dzekumhanyisana.
Vanhu vaviri vakakuvara zvakanyanyisa, vamwe vaviri zvekare vanyanyo kuvara nevamwe (6) varapwa havana kunyanyo kukuvara.
Limpopo’s Member of Executive Committee (MEC) Ms Mavhungu Lerule-Ramakhanya aisira mamessage achibata maoko kune mhuri yevashaikirwa nehupenyu.