
Chin’ono achinyora padandemudande reTwitter yake aratidza kushushikana nezvemhirizhonga irikurongwa nevamwe Vanhu vasingazivikanwi avo varikuronga kuvhiringidza misangano yemamwe mapato.
Achinyora anoti mapurisa anofanirwa kutevera message iri pazasi kuitira kuti vakwanise kubata matsotsi aya anoda kukonzeresa mhirizhonga munyika.
Chin’ono Tweeted: “Ndafunga sezvo ndiri Munhu ane hunyanzvi ndinofanira kukuzivisai I’m mapurisa kuti muferefete mhirizhonga iri kurongwa mumeseji iyi.”
“Ndinovimba izvi zvichabatsira kusvika kumagumo chaiwo.”
Aya ndiwo mashoko aaburitsa padandemudande reTwitter rake:
Zanu pf plot exposed:
1. To bus zanu pf supporters and MDC
Alliance supporters to Mwonzora rally
slated for the 13th of March at
Zimbabwe grounds. Mwonzora is being
forced to re-do the rally after it flopped
earlier on.
2. Other Zanu pf supporters being
organized to wear CCC regalia and get
to the rally venue to cause disturbances
so that it will seem like its the actual
CCC disturbing MDC alliance rally..
Zanu pf sponsoring and doing all this in
the name to try to fight Chamisa instead
of creating jobs, restoring the economy
and eradicating corruption. Misplaced
priorities.