
Audio irikutenderedzwa pa +263775934930 WhatsApp group – Vazukurukadzi vaTete Kuda vogara beya vachinyenga varume too bad! Zvimwezvacho unotoshaya kuti chii vakadzi voisa mazamu pamhene.
Kana ukangorira nemweya paSowe vakadzi vose vava vako pasowe…….
Vanobva vanyanya kutambisa magaro dzirinzira dzokukwezva varume kuti vavanyenge.