
Hona zvoitika paJolas whatsapp group tirikukupai mifananidzo yevatsigiri vebato reCCC vari kuMkoba kukuitirwa rally yaVaChamisa.
Sezvatiri kuona pamifananidzo tiri kuona vamwe vakabata hwahwa huye hunodaidzwa kuti super kune vanonwa. Vamwe ndivowo vakagara pamusoro pemarata vose kuri kuedza kuda kunyatsoona VaChamisa avo varikuuya kuzotaura nechaunga kuMkoba nhasi uno.
Ngatisasarire pane zvikuitika. Kuti uone zvose kurumidza kujoiner Jolas whatsapp group +263775934930.