
Video irikutenderedzwa paWhatsApp group nhasi, parikuonekwa vanhu vakagarira mazupco kwenguva yakareba pasina kana chirikuuya.
Hard Question Below!
1) Kuchapera here kushaikwa kwemaZupco?
2) Vanoona nezvetransport vazvikoniwa here?
3)Vanhu vachadini kana voda kufamba sezvo maZupco akunetsa apo mushika shika yakarambidzwa?