
Hama mudikanwi paJolas whatsapp group hatingokupakurirai zvebato rimwe kwete asi kuti mapato ese.
Vatungamiri veZANU PF Mat South vari mushishi kutsanangura basa guru ririkuitwa muZim, sachigaro weMat South uye mumiriri weBulilima East, VaMangaliso Ndlovu vakaita musangano muWard 20-Insiza svondo rapfura apo ruzhinji rwurikutsigira Cde Shepherd Maphosa musarudzo dza26 Kurume.
Kurumidza kujoiner Jolas whatsapp group +263775934930 apo tinokupakurirai zvose zvikuitika munyika.
ZANU PF Mat South leadership is on a high campaign explaining the gd work being done in Zim, the Mat South Chair and MP for Bulilima East, Hon Mangaliso Ndlovu held a meeting in Ward 20- Insiza over the wknd where multitudes endorsed Cde Shepherd Maphosa for 26 March Elections. pic.twitter.com/dfyQ6nhLqi
— ZANU PF (@ZANUPF_Official) March 8, 2022