
Kune vaya vanga vakamiririra nguva iya yasvika. Batai mafoni enyu muenda paJolas WhatsApp Group +263787876754 muone zviri kutora nzvimbo kuWhite City Stadium.
Video riri kutenderera iri zviri kuratidza kuti zviri kufaya zviri kuitika paBulawayo. Vatsigiri VeTriple C vari kuonekwa vachimba dzimbo dzinonakidza kwazvo dzokuti unosiya zvauri kuita wotanga kutamba uri pauri. Vari kuita izvi vakamirira kusvika kwechikomana Nero. Vari kunzwikwa vachimba vachiti ZANU PF yaora.
Happening Now: Scenes from the @CCCZimbabwe rally at White City Stadium.
— NewZimbabwe.com (@NewZimbabweCom) March 5, 2022
Follow live updates on our Facebook page. pic.twitter.com/xma4kKNjsT