
Nhasi paJolas whatsapp video hapadanwi anonzwa vatsigiri veCCC vane mufaro wakapetwa.
Tiri kuona vatsigiri veCCC vachitamba chaizvo mimhanzi vakamirira chikomana Nero kuti chitungamirire rally iyi.
Vanhu vane chivimbo chekuti zvinhu zvichachinja muZimbabwe kana chikomana Nero chikapinda pachigaro.
Ngationei vanhu vachiita sevachadimbuka makumbo pamwe nemachembere pavideo riri kutenderedzwa paWhatsApp group +263775934930.