
Mhanyai muone kune vaya vanga vakamiririra nguva iya yasvika. Batai mafoni enyu muenda paJolas WhatsApp Group +263787876754 muone zviri kutora nzvimbo kuWhite City Stadium nhasi pane securtiy yakaoma.
Vanhu vaya vazosvika pakuita mavhu nemarara kuzara pa-White City Stadium. Vanhu kuwanda kuita kunge vanhu vadzingirirwa kudzimba dzavo. Ikhokhai vanhu kuita masvosve apo vakamirira mutungamiriri wavo VaNelson Chamisa.
🟡 #HappeningNow Bulawayo Yellow Skies Rally #CCC
— Citizens' Coalition for Change (@CCCZimbabwe) March 5, 2022
🟡White City Stadium pic.twitter.com/j3KVCRqVYN