
PaJolas whatsapp group hatingokupai zvinoitika muno munyika chete asi kuti munyika yose.
Vanhu vakawanda vakuvara mudhorobha reAlexandra, mushure mekurwisana pakati pezvizvarwa zvekune dzimwe nyika nezvizvarwa zvekuSouth Africa paOperation Dudula irikuitika munzvimbo iyi.
Sezvatiri kuona pavideo zvitoro zvakatovharwa. Zviononere wega pavideo riri kutenderedzwa paJolas whatsApp group +263775934930.
Several people have been injured in Alexandra Township, after clashes between foreign nationals and South Africans. #OperationDudula is in the area. Shops here closed. #SABCNEWS pic.twitter.com/HFCfPr2Ee1
— Chriselda 'Babes We Ndaba' Lewis (@Chriseldalewis) March 7, 2022