
Murume wekuChitungwiza anotsanangura zvinomuita kuti apfeke mbatya dzaanoruka nemakavi erudzi rwemakonje nenhokwe – kubva kutsoka kusvika kumusoro – uye kuti zviri kumuraramisa sei. Hanzi kusekwa neveruzhinji ndiko kunotondipa simba rekuita zvakawanda. Munzwei . . .