
PaJolas whatsapp group panowanikwa zvinoitika munyika pamwe nezvinoitika kunze kwenyika.
Sezvatiri kunzwa pavideo tirikuona President vekuUkraine VaVolodymyr Zelensky vanopa mashoko ekushingisa uye chivimbo chekuti vachakunda muhondo ikuitika pakati pavo nenyika yeRussia.
Vataura vachiti mamiriro ekunze akafanana nehondo yatakatarisana nayo asi zvose zvichanaka nekufamba kwenguva……
Ngatinzwei zvizere pavideo riri kutenderedzwa paWhatsApp group +263775934930.
Ukrainian President Volodymyr Zelensky offered words of hope on his Instagram on Tuesday: "The spring is similar to the war we experience…harsh, but everything will be fine." pic.twitter.com/AYzQuASM3w
— CBS News (@CBSNews) March 8, 2022