
Mumwe musikana weGrade 7 akamanikidzwa kuroorwa nemurume ane makore 20 ekuberekwa mushure mekunge amai vake vamuwanikidza achidashurwa sinhi. Amai vemukomana varikuti vakabhadhara mari yetsvakirai kuno uye vari kuwirirana namai vemusikana. Vanoti vacharamba vachiendesa mwana kuchikoro sezvo anga asati apedza dzidzo yake.