
Chichangobva kutsvetwa pa-Jolas WhatsApp Group +263787876754. Video iri kuonekwa iri kuratidza kuti kuTsholotsho zviri kufaya.
Pari kuonekwa murume achiita kunakirwa nemimhanzi. Akuita kunge achatyoka mabhonzo achitamba zvokunakirwa. Mamwe madzimai akutamba zvekare akapfeka nhumbi dzebato.