
PaJolas whatsapp group tikukupaiwo zvirikuitika pakati peUkraine neRussia saka haikona kusarira hama.
Sezvatiri kuona pavideo tirikuona nzvimbo iri kuratidza kuti i-camp yema-soldier asi hatisi kumaona nekuti varikuita sevakatiza. Zvakaita zvinhu pasi ndizvo zvinotiratidza kuti vakabvapo vachimhanya mushure mekunge vasvikirwa nemauto ekuRussia.
Tirikuonazve motokari dzemuhondo dzemasoldier dzakangosiiwa uye zvinhu zvakaita sema-ID zvakangodonha pasi.
Inzwa pamwe nekuona zvizere pavideo riri kutenderedzwa paWhatsApp group +263775934930.