
Hazvina mhosva kuti une hushingi hwakadii, unofanirwa kugara wakangwarira pane mhuka dzesango dzinouraya.
Sezvatiri kuona pa-video mumwe mukadzi akazvishingisa neshamwari dzake vachitora ma-selfies negarwe rakanga rapukunyuka murwizi rwuri pedyo, pakaitika zvinhu zvisingatarisirwi.
Hona video rinopedza dhiri rese riri kutenderedzwa paWhatsapp group +263787876754.