
Vana veZimbabwe vochemera shanduko munyika. Video riri kutenderedzwa paJolas WhatsApp Group +263787876754 parikuonekwa mumwe mukadzi wekuMkoba achichema chema.
Mukadzi uyu anoti atambura zvakaoma uye akaenda kuchikoro uko akabuda zvakanaka mubvunzo dzake asi haana basa svinu raari kuita, ari kuita basa rekutengesa kuti ararame asi anoti vanzwa nekumhanyiswa nekanzuru. Vanoti “Tiitireiwo zviri nani muZimbabwe tinochemera shanduko NGAAPINDE HAKE MUKOMANA tikuti NGAAPINDE, tochemera shanduko.