
Kune makwikwi e by-election muGokwe musi waKurume 26
Video iri kutenderedzwa paJolas WhatsApp Group +263787876754 iri kuratidza chimiro chezvakaita zvinhu kuGokwe.
Vanhu vekuGokwe vakauya vakawanda kumusangano wemutungamiriri webato guru rinopikisa reTriple C, VaNelson Chamisa uyo wakavharwa nemapurisa zvinofungidzirwa kuti akange atumwa nehutongi hweZANU PF.
Vanhu veGokwe vaneta nekuudzwa zvekunyepa uye vanzwa nekudzoserwa kumashure. Migwagwa yeko yangova makomba oga oga uye ma-bridge hakuchisina. Mutungamiriri wenyuka kuRally dzavo dzavakaita masvondo apfuura vakataura kuti Zimbabwe inovakwa nevene vayo asi mamiriro emigwagwa yekuGokwe haiite.
There is a by-election contest in Gokwe on #March26
— Hopewell Chin’ono (@daddyhope) March 8, 2022
The people of Gokwe came in huge numbers to @nelsonchamisa’s rally that the ZANUPF regime blocked.
They are fed up of lies and backwardness.
These are the roads in Gokwe, no bridges because of looting of public funds by ZANUPF pic.twitter.com/LK43yi8Luv