
Hona zvoitika paJolas whatsapp group tikukuigirai zvitsva zvakare saka usasare hama mudikanwi.
Sezvatiri kuona pavideo tiri kuona CCC Treasurer General VaDavid Coltart vachitaura kuti Khupe anofanirwa ku-repenter asati a-joiner bato reCCC.
Vataura kuti takaona mhirizhonga dzose dzakaitika apo takatarisana nesarudzo dzirikuitwa mwedzi uno zvinoratidza kuti hazvina kumira mushe mune zvematongerwo enyika.
Vatizve bato reCCC rakavhurika kune wose munhu ane muono mumwechete nebato iri uye vakutarisira kuwana mavotes akawanda nekuda kwerutsigiro rwukuratidzwa nevanhu vemuno munyika pama-rally ose akuitwa.
Ngatizvinzwirei zvizere pavideo riri kutenderedzwa paJolas whatsapp group +263775934930.
https://m.facebook.com/story.php?story_fbid=5283082231740605&id=919107028138169