
Hama masara imi paJolas WhatsApp Group +263787876754 takutopakura zviri kuita kuMkoba. Ona kuti wa-joiner WhatsApp Group uone zviri kuitwa nechikomana Nero.
PaVideo iri parikuonekwa Candidate yeTriple C VaAmos Chibaya vachitungamirira vanhu kuenda kuri kuitwa rally. Vanhu varikumhanya vachimba dzimbo dzinodakadza kwazvo zvekuti kana uchityaira mota ukasangana nevatsigiri veTriple C ava uchingovaona chete unobondera wayeverwa.