
PaJolas Whatsapp group hatingokupei mavideo chete asi kuti nemifananidzo zvakare ikuratidza zvikuitika kuMkoba.
Sezvatiri kuona pamifananidzo vatsigiri veCCC vatozara apo vamwe vachiri kutouya kuri kuda kuona pamwe nekunzwa zviri kutaurwa neChikomana Nero.
Kurumidza kujoiner Jolas whatsapp group +263775934930 uonewo zviri kuitika.