
Pasocial media panetsa video yemukadzi uyo ari kuonekwa achizhamba zvakaomarara nokuda kwekudashurwa sinhi asi haana kuzopihwa mari yake.
Muvhidhiyo, murume anoramba achimubvunza kuti sei ari kuchema uye achidhonza trouser remumwe murume.
Anobva amuudza kuti murume akavimbisa kumupa R1 000 mushure mekudashurana sinhi asi haana kuzoipihwa.
Akati murume uyu haana kumupa mukana wekuti azorore sezvo aimu pusha usiku hwese asi mangwanani, akamupa R300.
“Akandibhowa usiku hwese uye iye zvino ari kuramba kubhadhara. Ndiri kuda mari yangu, ”akachema achienderera mberi.
Mzansi yakamushandura kuita chiseko chenyika.