
Tarira uone mufananidzo uchangotsvetwa paJolas whatsapp group uri kuratidza mamiriro akaita rally yeZanu Pf yaitwa nhasi kuTsholotsho.
Zvinhu zvikuratidza kuti anga ari manyama amire nerongo nhasi kuTsholotsho uko kwanga kune tuvanhu tushoma shoma. Zvikufungidzirwa kuti rally iyi haina kuitwa sezvo pasina ma-updates aburitswa kunze kwemufananidzo iwoyu.
Kurumidza ku-joiner Jolas whatsapp group +263775934930 uzvionere zvose pamhino sefodya.