
“Hameno kuti mapurisa anogona here basa rawo, ndri kuda kuatenda nezvaakaita nekuti ndakadzidza zvakawanda,”sekuru vakasungwa kuBudiriro votaura divi ravo.
Vanowedzera kuti nzvimbo iyi haisi yekutogara zvachose nekuti mvura yacho uye pekurara hazviite, munhu anogona kutorwara akatofira munzvimbo iyi.
Sekuru ava vakasungwa pamwechete nevamwe vatsigiri veTriple C 25 avo vakasungwa vachiita musangano wavo pamba paHon Machingauta kuBudiriro. Vakasungwa vachienda kunoona shamwari yavo.
Pinda mu-Jolas WhatsApp Group kuti ukwanise kuona Video iri nokuti ndimo mataritsveta.
Written By Tete Rue