
Tsvagurudzo yakaitwa kuKinshasa neLubumbashi kubva muna2014 kusvika muna2016 yakabuditsa pachena kuti vanhurume vekuCongo vane zvombo zvakakura kudarika zvevanhurume vese pasirose
Avhareji yevarume vekuCongo inoti vanezvombo zvakakura 7.1 inches (17.78 cm) maererano neongororo yakaitwa muKinshasa neLubumbashi kubva 2014-2016.
Zvisinei pane murume anonzi Roberto Esquivel Cabrera anogara muguta reSaltillo munyika yeMexico anonzi ndiye murume anesikarudzi yakakura kudarika vanhurume vese pasirose

Sikarudzi yemurume uyu yakareba 18.9 inches. Iye pachezvake Roberto anoti ndiye murume anechombo chakakura kudarika vanhurume vese uye anotarisira kunyorwa muGuinness book of records.

By MMWesley The Bedroom Specialist
Unotiwo Kudii Nenyaya Iyi?