
Zodwa Mnkadla nomu-face wake mutsva vanobuda pa-Instagram vakabvumbatirana. Zodwa aimbove gero-friend raGinimbi arikuratidza kufara kukuru aripa social media akanamira panemumwe Murume arikufungirwa kuti mu-face wake mutsva.
Hapana zvakawanda zvirikunyanya kuzivikanwa apa nezverudo rwevaviri ava kusara kwekungoona ma-comments eshamwari dzake achiti ‘zvawonekwa makorokoto’.
Zvishomashoma zvahwerengedzwa nokuzivikanwa ndezvekuti mu-face munyowani waZodwa uyu muzvinabhizimusi.