
Mashoko aripazasi mashoko arikubva ku Zambia uko kwatakaisa ziso tichida kuona magumo azvo!
President Lungu vokurudzira electoral commission iyo irikuverenga zvakabuda musarodzo kuti isaburitse zvabuda musarudzo nokuti sarudzo dzinogona kudzokororwa, asi izvi zvirikunzi hazvina arikuzviteerera varikuenderera mberi vachiverenga.
President Edgar Lungu veku Zambia votura mashoko avo vachiti sarudzo dzakaitwa musi wa August 12 hadzina kufambiswa zvakanaka ‘pakaitwa zvisina maturo’ uye zvisina kusununguka. President Lungu varikuti vamiriri vavo vesarudzo vakaitirwa utsinye uye vakadzingwa kunzvimbo dzekuvhotera, vamwe vakarohwa zvakaipisisa.
Zambia decides President Edgar Lungu declares August 12 election in at least 3 provinces “a nullity” and “not free and fair”. Lungu argues that his election agents were “brutalised” and chased away from polling stations. He wants electoral commission to stop announcing results.