
VaTobaiwa vaibatsira samayor kuKwekwe muna2008 kusvika 2013 vakafa mushure mekunatwa nechirwere checovid-19.
Kasipo ataura achiti arwadziwa nekufa kwaiita Deputy mayor councillor Tobaiwa.
Hama dzemufi dzinofungira kuti Tobaiwa afa necovid-19,vamirira kunzwa zvizire pane zvakonzera kufa kwake.
Mushakabvu ndibaba vaJudith Tobaiwa uyo akasarudzwa kumirira Kwekwe Central Parliament pasi paNelson Chamisa kuMDC Alliance.