14 thoughts on “Chiweti changu chogara chichiswinyirira iri havi yokuda kuiswa nehanzvadzi yangu, Ndodii?

  1. Ndiwo mademon chaiwo anoda kubatsirwa mskana uyu ngaanamate chaiko coz hazvisi normal zvaari kunzwa. Akabva ipapa achaenda kune imwe hama futi kana baba vake saka kutotsvaga rubatsiro pachiri pedyo asati anyura muchitema is the best. Kuna Jesu hakuna chinokona my sister siyana nechihure nehama yako

  2. Ndoo mazuva ekupedzisira akataurwa aya shuwa munhu angavaviwa nekuda hanzvadzi.Kufanana nemwana anotaurwa nababa vake nekuda nekuti haadi kuti baba varore umwe mukadzi Mwari baba ndimi muri kudenga inzwa vana venyu uye muvape gwara rakanaka rekufamba vagone kukunda nyika ino yaakuruma ngemazino Amen

Unotiwo Kudii Nenyaya Iyi?

%d bloggers like this: