
Chinonzi chinamato chii? Mukristu anotarisirwa kupengesa kana kuuraya munhu here kana kuita zvirikuitwa nemudhara pavideo rinotevera here. kana zvasvika apa zvinenge zvichina Mwari mukati here. Feel free to comment uchibuditsawo pfungwa dzako nemanzwisisiro aunoita chinamato nekuti handisikuda kushoropodza madzikereke evanhu.