
Hamaweee!!!ndakaitirwa shura naamai vepanextdoor kwakutumira pikicha yechuru chavo pawhatsapp yahubby wangu.Maiweee Bp yangu yakashuta ndati Mai Kuda vane churu ko iro dinji kuita kunge mapapiro egondo.
Ehe hongu ini handitevere hangu pachuru chakasengwa naAmai Kuda asi ndorwadziwa nokuti vakatopaza musha wangu nokuda kwehukoshwa hwavakasenga munduwe yavo. Serious audio irikutenderedzwa pa +263775934930 WhatsApp group.
Inzwa audio izere yaiswa pa +263775934930 WhatsApp group. Urikukurudzirwa kuti ujoine Jolas WhatsApp group kuti uwane humwe hudobi dobi.