
Mumwe sachigaro webato reCCC ati zvinhu zvakatobuda muma By Election hazvifi zvakashanduka, zvinhu zvitori pachena kuti Nelson Chamisa ndiye akatosarudzwa nevanhu kuti ave mununuru wavo.
Vachitaura vati, “Chamisa ndiye mununuri arikudiwa nevanhu. Mnangagwa akatorambwa kare uye zviripachena kuti Mwonzora mutengesi.”
Bato reCCC ririkuramba richifambira mberi nechirongwa charo cheMugwazo apo riri kuunganidza vanhu munhare dzeZanu PF kumaruwa kuti vagovhotera VaNelson Chamisa.
By Makhoti