
Bata Sinhi rechinhukadzi panekanyemba karipo ipapo ikako kabatebate zvinyoro nyoro usakanhanzve hakanhanzviwe. Musoro wenhengo yesikarudzi yechirume ngaubondere kaBhinzi ikako hazvina mhaka kuti kanhengo kadiki kanotogonha kutundisa mukadzi so long kachibondera paka Bhinzi ikokaya.
Chinonzi mukadzi akwirwa kumutundisa ukatadza kumutundisa anotsvaka anomutundisa.
2) Zvingangodaro Sinhi romukadzi wake richidashurwa nen’anga. Pose pavanoda kuita mwana anoudzwa nemukadzi wake kuti hande kuya kwatakamboenda. Pavanobva ikoko mukadzi anotodzoka ava bho.