
Pese pandinoita bonde nemurume wangu kubvira paakandiroora nazvino handisati ndambotund@. Iye ndiye anongotunda chete ini changu kungonakirwa chete ndichichemerera.
Ndoita sei kuti ndikwanise kurasawo mbeu uye handina dambudziko here, kana riri dambudziko rinopera sei.