
Huyai muone mugodzokera, chikomana Nero hachivhundutswe zvekumhanya. Veduwe chemusi wa15 March ngachisakupfuure. Ona kuti unenge wakabata runhare rwako paJolas WhatsApp Group +263787876754.
Mutungamiriri webato guru rinopikisa reTriple C vaNelson Chamisa vachange vari kuSaibawu Business Centre KuBinga. Uye chikomana chakagadzirira kuona kuti mbavha dzeZanu Pf idzo dziri kutumwa kuti dzichaita sei sezvo paKwekwe vakakuvadza vanhu pamwe chete nekuuraya.
15 March inge wakabata runhare wako unakirwe sezvinenge zvichiita vanhu paJolas WhatsApp Group +263787876754. Chemusi uyu ngachisakupfuure.
Share this: