
KuNyamweda, Mhondoro kune shumba yarasika ine vana yaonekwa nhasi yakananga kwaMutukwa.
Shumba imwe chete iyi yaionekwa kuMavhudzi svondo rakapera.
Tirikukumbira Zimparks kuti vatsvage shumba yarasika uye vaende nayo pakachengeteka uye kubatsira kuchengetedza nharaunda.