
Wakanga uri mutambo wenhabvu pakati peMaritzburg United neTS Galaxy…
Asi nhamo yakazouya apo mumwe mutambi akarohwa nebhora munzvimbo yokuti ikarohwa ka hazvipere mushe nemarwadzo.
Akamurova nebhora pasikarudzi yake akange oongorora kuti akakuvara zvakadii, ipapo mutambi weMaritzburg akamuratidza sikarudzi yake yaive yazvimba.
Vaviri ava havana kunge vaongorora kuti macamera akange oringa pavari. Zvazokonzera kuti mufananidzo uyu utenderere paSocial media.