
Huya uone ugodzokera pa-Jolas WhatsApp Group +263787876754. Tiri kuona zviri kuitika kuWhite City Stadium izvezvi. Usasarire mafaro chete chete pa-Group.
Pa-Video iri pari kuonekwa mumwe mutsigiri wechirume weTriple C achipa kutenda nekuda kwekuuya kwaChamisa kuBulawayo. Vanoti vachavhotera mukomana kuti vamupewo mukana wekushandura Nyika nokuti kubva ZANU PF itange kutonga kusvika parizvino hapana chisvinu chati chaitwa. Mabasa hatina tikatanga kuita zvingatipe mari zvakaita sekutengesa pamusika vanotitumira mapurisa otimhanyisa asi paripo patiri kuwanira raramo yedu.
“Ngaapinde Hake Mukomana.”
Enda paJolas WhatsApp Group unozvionera wega.
🟡 #LiveInterviews Bulawayo Yellow Skies Rally pic.twitter.com/4vVtOGzWEQ
— Citizens' Coalition for Change (@CCCZimbabwe) March 5, 2022