
Huya uone ugodzokera pa-Jolas WhatsApp Group +263787876754. Tiri kuona zviri kuitika kuWhite City Stadium izvezvi. Usasarire mafaro chete chete pa-Group.
Video iri ndipo paunoona machembere kuti aneta pari kuonekwa kuti vajamuka zvechokwadi. PaVideo iri parikuonekwa gogo vachidurura zvose zviri pamoyo pavo. Gogo vanoti ivo vari kuvhotera Chamisa nekuti vaneta nehuori huri kuitwa nevatungamiriri veZANU PF. Vari kuti ivo vari kudivi remukomana kuti vave neramangwana rakanaka, pasave nekuchema chema munyika uye nyika idzokere payakanga iri pavaidya chingwa chema$1 for 2.
Enda paJolas WhatsApp Group unozvionera wega.
🟡Bulawayo Yellow Skies Rally #CCC #SkiesRally pic.twitter.com/u7hshxYkbK
— Citizens' Coalition for Change (@CCCZimbabwe) March 5, 2022