
Tichangobva kutambira nhau dzinofadza chaizvo dzabva kuZEC. Bato reTriple C harisi kugona nemufaro nekuda kwedanho ratorwa neZEC.
Bato reTriple C ranga rakumbira ZEC kuti iwedzere mamwe mazuva ekunyoresa kuvhota kune avo vose vasati vanyoresa.
ZEC yawedzera nguva yekunyoresa kuvhoti nemazuva mashanu zvichienderana nemhinduro uye chikumbiro chebato reTriple C chakasvitswa nezuro. Munhu wese anofanira kuona kuti anyoresa kuvhota.
Hona Shura Raitwa NeZec
Unotiwo Kudii Nenyaya Iyi?