
President Mnangagwa vaita secret meeting naPresident mutsva weku Zambia va Hichilema husiku hwapfuura vakavharirana muneimwe hotera uko kwarara President Mnangagwa. Chataurwa apo hachizivikanwe kuti chii.
Zvirikunzi manheru achangopfuura vaMnangagwa vakaenda kuHotera, nguva pfupi Mutungamiri wenyika yeZambia vaHichilema vachibva vateverawo ndokunonokera vaMnangagwa kuhotera kwavanga vaenda kunorara. Vaviri ava vakadhonza 30 mins vachiita makuhwa asina ani anoziva, VaMnangagwa vakavharirana neshamwari yava Chamisa.