
PaJolas whatsapp group tokupakurirai zvose zvinenge zvichiitika munyika saka hamawee musasarire.
Sezvanyorwa paTweeter zvirikunzi Mutungamiriri wenyika VaMnangagwa havana kukwanisa kuenda ku-rally yanga ichifanirwa kuitwa kuTsholotsho nekuda kwekushaikwa kwevanhu vaenda kurally. Vatuma VaMohadi kuti vavamiririre.
Chikonzero chaita vanhu vashaike kuTsholotsho zvinofungidzirwa kuti inyaya yekuti vanhu vaenda kuWhite City Stadium kwakune rally yaVaChamisa.
Joiner Jolas whatsapp group +263775934930 usasarire pane zvikuitika munyika.