
Vamwe baba vekuNew Jersey vanga vasina imwe sarudzo kunze kwekukanda mwanakomana wavo mudiki nepahwindo kune munhu anga ari panze pazasi paitika moto mu-flat yavo.
Video inoshamisa yekununura mwana iyi panoonekwa mapurisa achikurudzira murume uyu kuti akande mwanakomana wake kwavari sezvo moto wanga wanyanyisa.
“Pasa mwana! Kanda mwana iwe!” mumwe wemapurisa anodanidzira.
Enda PaJolas WhatsApp Group +263787876754 unozvionera wega Video rababa vane hushingi ava.