
Mukadzi wekuZimbabwe anogara kuUnited Kingdom akarasikirwa nemadhora US $ 88 000 kumudiwa wake uyo anonzi akamunyengedza achifungidzira kuti aishandisa mari iyi kuita mabhizimusi.
Joseph Tapfumaneyi Musika anonzi akanyengedza Caroline Davida Kaunda (39) mari iyi mushure mekumunyepera kuti aiisa mari mumabhizinesi kumusha.