
Mumwe musikana wekuBulawayo wechikoro akabviswa nhumbi dzose akasiiwa ari musvo nemakororo matatu uye akazobayiwa zvakare apo aive achangobva kuburuka bhazi.
Musikana ane makore gumi nemanomwe ekuberekwa uyu wekuNkulumane akarwiswa pamharadzano yemigwagwa yeIntemba neKhami.
Mutauriri wemapurisa kudunhu reBulawayo, Inspector Abednico Ncube vakati haasati abatwa.